Back to Top

NdiJesu Video (MV)




Performed By: Vuyo Brown
Length: 4:58
Written by: Nokufeza Ngwenya
[Correct Info]



Vuyo Brown - NdiJesu Lyrics




NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi

Regera kufunga zvakawanda
Hupenyu unorema iye anoziva
Zvakawanda wakaedza uriwega
Uchichema mwari wangu mandirasa
Chirega kugununguna zvakaipa
Hupenyu unorema iye anoziva
Hama dzakusiya uriwega
Aripo anokuda ndiJesu

NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi

Pazvinoramba wo anogona
Paunorasiswa wo akatendeka
Paunorwara kutadza kufamba
Ndiye
Ndiye muponesi
Pazvinoramba wo anogona
Paunorasiswa wo akatendeka
Paunorwara kutadza kufamba
Ndiye
Ndiye muponesi

NdiJesu iye zvoshamisa
(Fugama unamate)
NdiJesu iye nyengetera (Nyengetera)
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
(Hama ndiJesu)
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi

NdiJesu NdiJesu iye
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.




NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi

Regera kufunga zvakawanda
Hupenyu unorema iye anoziva
Zvakawanda wakaedza uriwega
Uchichema mwari wangu mandirasa
Chirega kugununguna zvakaipa
Hupenyu unorema iye anoziva
Hama dzakusiya uriwega
Aripo anokuda ndiJesu

NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi

Pazvinoramba wo anogona
Paunorasiswa wo akatendeka
Paunorwara kutadza kufamba
Ndiye
Ndiye muponesi
Pazvinoramba wo anogona
Paunorasiswa wo akatendeka
Paunorwara kutadza kufamba
Ndiye
Ndiye muponesi

NdiJesu iye zvoshamisa
(Fugama unamate)
NdiJesu iye nyengetera (Nyengetera)
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi
(Hama ndiJesu)
NdiJesu iye zvoshamisa
NdiJesu iye nyengetera
NdiJesu zvimwe zvinganetsa
Asi iye ndiye muponesi

NdiJesu NdiJesu iye
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Nokufeza Ngwenya
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Vuyo Brown

Tags:
No tags yet