Back to Top

Ndi Kacee - Nzizi Lyrics



Ndi Kacee - Nzizi Lyrics




Zo-zororai murugare
Zo-zororai murugare
Zorororai murugare
(Takue-made-the-beat)

Nzizi, nzizi
Misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
Vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
Asi tinovimba kuti Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh

Ndiani
Ko ndiani
Angapotswe-wo nerufu, rufu
Ndiani
Ko ndiani
Angapotswe-wo nekufa, kufa

Eh, vakamotora vose
Panyika yose, mugere mose
Pamwe maitora dzinza rose
Zvatozvachose havachadzoke vose
Dai zviri nyore nyore
Mavhura denga tivaone
Dai zviri nyore nyore
Mavhura denga tivaone

Nzizi, nzizi
Misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
Vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
Asi tinovimba kuti Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh

Vadzimu woyee (Vadzimu woye)
Ndiratidzei zuva rekufa kwangu
Nyadenga woye (Nyadenga woye)
Ndiratidzei zuva rekufa

Dai taiziva misi nenguva
Taigara tachera makuva
Chero Jorodhani rebhabhatizima
Taigara tatotori yambuka
Asi hatizivi misi nenguva
Tongokumbira mutiwedzere zuva
Asi hatizivi misi nenguva
Tongokumbira muwedzere mazuva

Nzizi, nzizi
Misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
Vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
Asi tinovimba kuti Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh

Zo-zororai murugare
Zo-zororai murugare
Zorororai murugare

Nzizi, nzizi
Nzizi, nzizi
Vazhinji, vazhinji
Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.




Zo-zororai murugare
Zo-zororai murugare
Zorororai murugare
(Takue-made-the-beat)

Nzizi, nzizi
Misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
Vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
Asi tinovimba kuti Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh

Ndiani
Ko ndiani
Angapotswe-wo nerufu, rufu
Ndiani
Ko ndiani
Angapotswe-wo nekufa, kufa

Eh, vakamotora vose
Panyika yose, mugere mose
Pamwe maitora dzinza rose
Zvatozvachose havachadzoke vose
Dai zviri nyore nyore
Mavhura denga tivaone
Dai zviri nyore nyore
Mavhura denga tivaone

Nzizi, nzizi
Misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
Vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
Asi tinovimba kuti Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh

Vadzimu woyee (Vadzimu woye)
Ndiratidzei zuva rekufa kwangu
Nyadenga woye (Nyadenga woye)
Ndiratidzei zuva rekufa

Dai taiziva misi nenguva
Taigara tachera makuva
Chero Jorodhani rebhabhatizima
Taigara tatotori yambuka
Asi hatizivi misi nenguva
Tongokumbira mutiwedzere zuva
Asi hatizivi misi nenguva
Tongokumbira muwedzere mazuva

Nzizi, nzizi
Misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
Vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
Asi tinovimba kuti Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh

Zo-zororai murugare
Zo-zororai murugare
Zorororai murugare

Nzizi, nzizi
Nzizi, nzizi
Vazhinji, vazhinji
Mwari-iii munovachengetedza
Uh-huh
[ Correct these Lyrics ]
Writer: K Madondo
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Ndi Kacee



Ndi Kacee - Nzizi Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Ndi Kacee
Language: English
Length: 3:23
Written by: K Madondo

Tags:
No tags yet