Back to Top

Ndi Kacee - Horai Madhora Lyrics

Ndi Kacee - Horai Madhora Lyrics
Official

Guide-Made-The-Bang-Bang
Imi ambuya mandinaka (Imi mandinaka)
Makaumbwa zvakanaka (Makaumbwa zvakanaka)
Ndanakirwaaa pama zhinyirira imi muchibuditsa kasaka (Muchibuditsa kasaka)
Mune Zimbo Sauce yakazara (Sauce yakazara)
Handidi mufambire mutara (Musafambira mutara)
Muri vekubhururuka muchadenga denga musafambira mutara (Musafambira tara)
Ndaona makuita kakutambirira
Ndaona makuita kakunyarira
Ndabva ndatoziva kuti tirarira
Chatova chipart 2 ichi inini ndini ndapinda
Pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror
Kakati Khule makapenga ndakati aihwa amai makakora
Icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora
Mohora,
Horai madhora chimhamha
Horai madhora
Ndakabva ndati perekete (Perekete)
Zunzai mapendekete
Hapadi vane nyama nhete
Sweet loving chete chete (Chete chete)
Kete, pakete kete
Kuden kwedu ngatiende yeheee
Ndichakutengerai mhetee
Ndichakutengerai Mascara
Vamwe vese vatete
Pamuri Mwari mhodzi vakadyara
Mhodzi vakadyara muripo ndongofara
Vanovenga, vasawanzwa nyaya
Mhodzi vakadyara muripo ndongofara
Vachidira jecha zvedu zvongofaya

Mohora

Horai, horai, horai
Horai, horai, horai
Mari yese! Horai, horai, horai
Horai, horai, horai
Madhora ese! Horai, horai, horai
Horai, horai, horai
Mari yese! Horai, horai, horai
Horai, horai, horai
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

Writer: K Madondo
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Ndi Kacee

Ndi Kacee - Horai Madhora Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: Ndi Kacee
Language: English
Length: 2:52
Written by: K Madondo

Tags:
No tags yet