I swear there's never sadness in my
I swear there's never sadness in my
I swear there's never sadness in my
I swear there's never sadness in my
(NdiKaceeOnTheBeat)
Lately I've been feeling like I'm Khama (Khama Billiat)
Or Traore Adama (Adama)
Cause I be working on my goals
F*ck the trolls,
We capitalise on the loses
Don't got the energy for haters
Dueces when they come through see ya later
I just want my pockets to grow fatter
Nemari yakasviba, I be praying it gets better
Sango rinopa waneta, wazungaira
That's the Modus ndakashanda better, zvondifaira
Udza vadzimu tatosima mbesa votinaira
Vaya vanoda zvevendetta tazvijaira
I got dreams
Ndine madreams akawanda
I got friends too
Shamwari dzacho dzakawanda
Zhinji dzacho ndedzefeki, feki
Vanondida ndine bhegi, bhegi
But izvozvo hazvindistressi, stressi
For this life I was born, ready
I got dreams (Dreams)
Ndine madreams akawanda
Day in day out tinege tichingopanda
We'll be just hoping kuti pangaite munana
Yellow mabanana, tumanice tumanana
Shamwari dzacho dziri fake just like their Gucci
Vese mawanna bees but hapana huchi
Thinking that they are the geez wangu gaya futi
I'll be praying that we grow back kuita kunge bvudzi
I'm not about the fake life hanzi wangu ndeipi ndeipi
We be busy hustling kuti tipulle nema Merc Merc
Shamwari dzacho fake fake
Varikutsvaga drip drip
These niggas old fashioned ndati AmaKipKip
I got dreams
Ndine madreams akawanda
I got friends too
Shamwari dzacho dzakawanda
Zhinji dzacho ndedzefeki, feki
Vanondida ndine bhegi, bhegi
But izvozvo hazvindistressi, stressi
For this life I was born, ready
Aseeh
This is a song for dreamers yeah
Hande
Yeah
Ndinozviziva makasunga mhiko dzenyu (Mhiko dzenyu)
Ndinozviziva makamwaya mvura dzenyu (Mvura dzenyu)
Ndinozviziva makatora tsoka zvenyu (Tsoka zvenyu)
But naMwari ndinopika handimbokwate mbashto dzenyu
Handimborote goritoto ndotorota ndichihwina lotto
Handirote ndiri hwindi ndotorota 4 by 4-4
Ukandiona ndisiri padhiri gara waziva handisi inini
Cause inini I'm always spinning kapitari ndibhadhire bhiri
Straight mazhets no mikoto (Koto)
Kana mabhebhi akutoda khule kuti panamwe poto (Poto)
Vanoziva kana vaneni vanenge vagare bho bho (Bho bho)
Vanoziva kana vaneni vanenge vagare bho bho (Bho bho)
Nekuti ndiri dreamer (I'm dreamer)
Vhizhinari (Vhizhinari)
Ndinoona zvemberi
Inini ndiri dreamer (I'm dreamer)
Vhizhinari (Vhizhinari)
Ndinoona zvemberi
Inini ndiri dreamer