Back to Top

Kaylor Lupac - Hativhunduke Lyrics



Kaylor Lupac - Hativhunduke Lyrics




Handizi kukwata ini Andizi Sadza
Hativhunduke Kure kwatabva

All l know Vana Vasina Vana Father vawanda MuMa Streets
Ma geez pfekai majombo if that's not it
Siyanayi ne Rap
Pagheto parikupisa Kunge Capital city yegehema Ndozvega that l know
Ghetto Idoko Mune zvipoko
Lm living my life
On a stretcher l need a Push
L gotta push love eyy lm pushing peace
Right now lm downtown
Prayers to the Lord Ndoda kugarawo Uptown
Vakuru Vanoti akava datya Pamwe Ari yambutsa
Kutamba neni ziva wamutsa
Zvinodhaka ndakabuka saka rutsa
Time is money zvema slay queens
Ndakasiya
Lm striving to beat my previous best Koz andisi Mwana wa Masiwa

Handizi kukwata ini Andizi Sadza
Hativhunduke Kure kwatabva

Tese tiri madhara pachunhu ichi hapana Anozvinza akangwara pazvinhu izvi
Show some respect
Farira kunzwa mafacts
Usazoti pane akasara wa feeler tune iri
We all got sport Kunge zol
We all look up to the sky Kunge nyanga yenzou
Hapana Mukuru apaaaa
Kana pasina waunovengaa
Magevha Anokukavha ne Backupp
When l pull up it's a gang Up
Got the wholeang Stand Up
More shoots in my rounds up
Theyyyy call me BANGERrrr
Hobho ma moves ndinobva kujecha

Handizi kukwata ini Andizi Sadza
Hativhunduke Kure kwatabva
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


English

Handizi kukwata ini Andizi Sadza
Hativhunduke Kure kwatabva

All l know Vana Vasina Vana Father vawanda MuMa Streets
Ma geez pfekai majombo if that's not it
Siyanayi ne Rap
Pagheto parikupisa Kunge Capital city yegehema Ndozvega that l know
Ghetto Idoko Mune zvipoko
Lm living my life
On a stretcher l need a Push
L gotta push love eyy lm pushing peace
Right now lm downtown
Prayers to the Lord Ndoda kugarawo Uptown
Vakuru Vanoti akava datya Pamwe Ari yambutsa
Kutamba neni ziva wamutsa
Zvinodhaka ndakabuka saka rutsa
Time is money zvema slay queens
Ndakasiya
Lm striving to beat my previous best Koz andisi Mwana wa Masiwa

Handizi kukwata ini Andizi Sadza
Hativhunduke Kure kwatabva

Tese tiri madhara pachunhu ichi hapana Anozvinza akangwara pazvinhu izvi
Show some respect
Farira kunzwa mafacts
Usazoti pane akasara wa feeler tune iri
We all got sport Kunge zol
We all look up to the sky Kunge nyanga yenzou
Hapana Mukuru apaaaa
Kana pasina waunovengaa
Magevha Anokukavha ne Backupp
When l pull up it's a gang Up
Got the wholeang Stand Up
More shoots in my rounds up
Theyyyy call me BANGERrrr
Hobho ma moves ndinobva kujecha

Handizi kukwata ini Andizi Sadza
Hativhunduke Kure kwatabva
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Kudakwashe Muzvongwa
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Kaylor Lupac



Kaylor Lupac - Hativhunduke Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Kaylor Lupac
Language: English
Length: 2:07
Written by: Kudakwashe Muzvongwa
[Correct Info]
Tags:
No tags yet