Elder Dee, Biggie Mukaro
Pandinovaimbira.. vano jamba
Biggie ndewedu pagomba
Sa-ndo dzangu vano ndipa
Havarege kundiBigger
Hanzi ndakashata 'ndakaipa
Ndini ndine skiri, ano zvenga
Pese panopindwa ndino pinda
Pa stagi ndiri crazy, ndinopenga
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ine chi PAWA
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ndichiti SAWA
Nhasi
Yangu kupisa se FAYA
Nhasi
Yangu nziyo yavharisa bhawa
Ingava day party oro night party
Vaudze mastreet. Ese ndakalocker
Kunge codeless ndine badness
Saka musada kundibata heartless
Bvunze Timeless, iye Timeless
Anokuudza kuti ini ndiri fearless
King Alfred, your highness
Vati rova ngoma ugowana happiness
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ine chi PAWA
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ndichiti SAWA
Nhasi
Yangu kupisa se FAYA
Nhasi
Yangu nziyo yavharisa bhawa
Ndino zviva ndingori residenti
Asi nekuti legendi
Vakuda kutondiita presidenti
Wema Party party
Kweta presidenti wema chati
Nhasi ndakacharger se bhaaaTri
Ini ndakachena hona bhachi
Ende futi ndine zi watchii
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ine chi PAWA
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ndichiti SAWA
Nhasi
Yangu kupisa se FAYA
Nhasi
Yangu nziyo yavharisa bhawa
Vamwe Vacho.. vacha swewere pano
Vamwe uchaona vatorara pano
Munhu wese.. achasvika pano
Vachaungana se pane musangano
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ine chi PAWA
Nhasi
Dakuvaimbira nziyo ndichiti SAWA
Nhasi
Yangu kupisa se FAYA
Nhasi
Yangu nziyo yavharisa bhawa