Back to Top

Blingbullieawg - Chimwe ne Chimwe Lyrics



Blingbullieawg - Chimwe ne Chimwe Lyrics




Chara chimwe (Hachipe kaviri!)
Zvawira mutswanda tambira mwanagu

Mudzimu wacho (hawupe kaviri!)
Zvawira mutswanda tambira mwanagu

Kurora kwacho (Hwuite kaviri!)
Zvavira mutswanda tambira mwanagu

Kana kuchikoro (Hakudzokorodzwi!!!)
Zvawira mutswanda
Saka zvino!!!

Chimwe ne chimwe chinenguva yacho
Chinenguva yacho*4

Mukuru sahwira (Wakatenga Benzi!!!)
Akawana mukana anowushandisa

Ndamba kuwudzwa
(Akawonekwa nembonje pahumwa!)
Akanzwawo butter

Ndakuruma nzeve (Ndiriwako!)
Aiva madziva avamazambuko

Ukasayambuka (Yafira kwauri!)
Shingirira chete unoyambuka

Svusvu randadya (Mhodzi yechingwa!!!)
I love you so much
I don't want to see you fall
Saka zvino!!!


Chimwe ne chimwe chinenguva yacho
Chinenguva yacho*4

Saka iwe terera mashoko andokuwudza
Iwe mwanagu utsige pawunoyenda kuHarare
Usadyiwe nemakarwe
Kuti usadyiwe nemakarwe
Kuti usadyiwe nemakarwe
Usa usadyiwe nemakarwe
Usa usadyiwe nemakarwe!!!
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.




Chara chimwe (Hachipe kaviri!)
Zvawira mutswanda tambira mwanagu

Mudzimu wacho (hawupe kaviri!)
Zvawira mutswanda tambira mwanagu

Kurora kwacho (Hwuite kaviri!)
Zvavira mutswanda tambira mwanagu

Kana kuchikoro (Hakudzokorodzwi!!!)
Zvawira mutswanda
Saka zvino!!!

Chimwe ne chimwe chinenguva yacho
Chinenguva yacho*4

Mukuru sahwira (Wakatenga Benzi!!!)
Akawana mukana anowushandisa

Ndamba kuwudzwa
(Akawonekwa nembonje pahumwa!)
Akanzwawo butter

Ndakuruma nzeve (Ndiriwako!)
Aiva madziva avamazambuko

Ukasayambuka (Yafira kwauri!)
Shingirira chete unoyambuka

Svusvu randadya (Mhodzi yechingwa!!!)
I love you so much
I don't want to see you fall
Saka zvino!!!


Chimwe ne chimwe chinenguva yacho
Chinenguva yacho*4

Saka iwe terera mashoko andokuwudza
Iwe mwanagu utsige pawunoyenda kuHarare
Usadyiwe nemakarwe
Kuti usadyiwe nemakarwe
Kuti usadyiwe nemakarwe
Usa usadyiwe nemakarwe
Usa usadyiwe nemakarwe!!!
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Simon Manonga
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid




Blingbullieawg - Chimwe ne Chimwe Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Blingbullieawg
Language: English
Length: 3:38
Written by: Simon Manonga

Tags:
No tags yet