Back to Top

Bertha Dzvukamanja - Ndibatsirei (Please help me) Lyrics



Bertha Dzvukamanja - Ndibatsirei (Please help me) Lyrics




Tarirai Baba hupenyu wangu uye zvino
Mundibatsirei wo
Tererai Ishe chichemo chiri mumoyo mangu
Mundibatsirei wo

Ndibatsirei wo
Ndibatsirei

Mwari wekudenga
Mwari wemasimba ose
Ndimi munogona zvose
Ndawuya nehupenyu hwangu
Nda pfugama mberi Kwenyu
Ndi chikumbira wo makomborero anobva kwaMuri

Ndibatsirei wo
Ndibatsirei
Ndibatsirei wo
Ndibatsirei
Baba

Simba rangu Ndimi
Kukunda kwangu Ndimi
Kurarama kwangu Ndimi
Ndimi Baba
Tariro rangu Ndimi
Chiedza changu Ndimi
Mutungamiri wangu Ndimi
Ndimi Baba

Ndibatsirei wo Baba
Ndibatsirei oh Baba
Baba
Baba ndibatsirei wo
Baba ndibatsirei Baba
Baba ndibatsirei wo
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.




Tarirai Baba hupenyu wangu uye zvino
Mundibatsirei wo
Tererai Ishe chichemo chiri mumoyo mangu
Mundibatsirei wo

Ndibatsirei wo
Ndibatsirei

Mwari wekudenga
Mwari wemasimba ose
Ndimi munogona zvose
Ndawuya nehupenyu hwangu
Nda pfugama mberi Kwenyu
Ndi chikumbira wo makomborero anobva kwaMuri

Ndibatsirei wo
Ndibatsirei
Ndibatsirei wo
Ndibatsirei
Baba

Simba rangu Ndimi
Kukunda kwangu Ndimi
Kurarama kwangu Ndimi
Ndimi Baba
Tariro rangu Ndimi
Chiedza changu Ndimi
Mutungamiri wangu Ndimi
Ndimi Baba

Ndibatsirei wo Baba
Ndibatsirei oh Baba
Baba
Baba ndibatsirei wo
Baba ndibatsirei Baba
Baba ndibatsirei wo
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Bertha Dzvukamanja
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid




Bertha Dzvukamanja - Ndibatsirei (Please help me) Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Bertha Dzvukamanja
Language: English
Length: 3:55
Written by: Bertha Dzvukamanja

Tags:
No tags yet